Duramazwi · zita
tsindimbeva
chisimbwindi
Duramazwi · zita
Tsindimbeva kapuka kakaita sembeva asi iko kane mvindi dzakawanda kukunda dzembeva.

Duramazwi
01 / 03tsindinu
Kana ivhu rikati tsindinu rinenge rawondomoka mushure mokubviswa kwechanga chakaritsigira pasi.
VerengaSwipe for the next word