KwaunobvaDuramazwiMmutswiri

Zvinoreva

Mutswiri kambeva kadiki kasingadyiwi, kane muromo murefu, kanogara pasi kachiitira vana muuswa hwakapfava.

1

Dzwitswitswi kapuka kanenge mudune kana mutswiri, kanosvetuka parefu, uye kanodya tumwe tupuka.

Mutswiri kambeva kadiki kasingadyiwi, kane muromo murefu, kanogara pasi kachiitira vana muuswa hwakapfava.

Zvakafanana

muchuchu · rudarikazhira · munyunga · mudhenge

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutswiwa

Mutswiwa upfu hwechibage chinenge chakambobandwa muduri.

Verenga

Swipe for the next word