Kwaunobva/Duramazwi/F/findimwara
Duramazwi
Kana kunze kwakafindimwara kunenge kwakakwidibira, kune makore.
-fundumwara
finduka
Kufinduka kuita zvinhu nechimbichimbi.
fingapurindi
fingerprint
finha
Kuwanda kana kudzokorora kwechinhu zvinotosembura.
Swipe for the next word