Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nzvimbo inochengeterwa michero kuitira kuti iibve (ripening pit).
1
Nzvimbo inochengeterwa michero kuitira kuti iibve (ripening pit).
Mbuya vangu vanovhara fimbi yavo yemabura nebwe rewendefa.
Pfimbi yegudo, gare-gare yapfukunurwa.
Rufimbi mushonga unoshandiswa nembavha kuti ibudirire mubasa rayo rokuba.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fimbika
mwisira zvibozwa, ane basa rokue- ndesa bhora kuna shuta.
VerengaSwipe for the next word