KwaunobvaDuramazwiFfimbika

Duramazwi

fimbika

Zvinoreva

mwisira zvibozwa, ane basa rokue- ndesa bhora kuna shuta.

Kana ukafimbika mbambaira unenge wakadzi-cherera mugomba, wodzivhariramo kuti dzichengeteke dzisingaomi kana kuipa.

1

Vana vanga vachigwanya mazhanje nokuti vari kuda kupfimbika mambishi.

Kana munhu achinzi anopfimbika mashoko anenge ari munhu anogara akasungirira zvinhu muhana, asingatauriri vamwe.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word