KwaunobvaDuramazwiKkwidza

Duramazwi

kwidza

hike

Zvinoreva

Kubva kwakaderera uchienda kwakakwirira.

1

Kubva kwakaderera uchienda kwakakwirira.

Takaenda pagodini ndokubva vasikana vandikwidza ndokuonekana ivo vosara kutown.

Takabatsirana kumukwidza pamubhedha ndichibva ndawarura magumbeze aive pasi.

Ndakafara kuwana musina munhu ndichibva ndangosvika ndichikwidza upstairs.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwidzi kwidzi

Kuti kwidzi kwidzi kupenya kunoita hembe ine manyezu manyezu.

Verenga

Swipe for the next word