KwaunobvaDuramazwiKkwicho

Duramazwi

kwicho

Zvinoreva

Kunzi _kwicho_ kungoerekana munhu abatwa pahuro asingazvifungiri.

1

Kunzi _kwicho_ kungoerekana munhu abatwa pahuro asingazvifungiri.

Pavairwa, Ngoni akazongoerekana anzi _kwicho_ pahuro nakarai, zvekuti akanga ototadza nokufema chaiko.

Kunzi _kwicho_ kungoerekana munhu abatwa pahuro asingazvifungiri.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwida kwida

Kuti kwida kwida kufamba munhu wakatarisa pasi uchiratidza kugumbuka.

Verenga

Swipe for the next word