KwaunobvaDuramazwiKkudubura

Duramazwi

kudubura

Zvinoreva

Kukudubura kubisa chivharo pachinhu chinenge chakavharwa. Kare zvainzi murume haafaniri kukudubura hari nokuti anozomera mazamu.

1

Kukudubura kubvisa ibwe muvhu marinenge rakanyudza chimwe chidimbu charo.

Kufudugura kuvhura kana kukudubura chinenge chakavhara kana kuputira chimwe chinhu kuti uone zviri mukati.

Kukudubura kubisa chivharo pachinhu chinenge chakavharwa. Kare zvainzi murume haafaniri kukudubura hari nokuti anozomera mazamu.

2

Kukudubura kubvisa ibwe muvhu marinenge rakanyudza chimwe chidimbu charo.

3

Kukudubura hembe kuisumudza mudenga.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word