KwaunobvaDuramazwiKkudubu

Duramazwi

kudubu

Zvinoreva

Kuti kudubu kudonha zviya zvekungoerekana munhu atowira pasi. Akatsika ganda rebhanana, ndiye kudubu negotsi.

1

Kuti kudubu kukurumidza kuvhura zvinhu zvakavharwa nehwidibiro. Akati kudubu poto, achibva atanga kurwera mate paakaona zvaivamo.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kudubudza

Kukudubudza kunoitwa nemunhu anenge aine nzara, achingoti iyi poto avhura, osiya yakadaro, achitsivaga chekudya.

Verenga

Swipe for the next word