Duramazwi01 / 03kudondoKana munhu achiti ari kuenda kudondo anenge achireva kuti ari kuenda kundoitira tsvina musango.Verenga→
Duramazwi03 / 03kudubuKuti kudubu kudonha zviya zvekungoerekana munhu atowira pasi. Akatsika ganda rebhanana, ndiye kudubu negotsi.Verenga→