Duramazwi03 / 03kudondoKana munhu achiti ari kuenda kudondo anenge achireva kuti ari kuenda kundoitira tsvina musango.Verenga→