KwaunobvaDuramazwiDdiridza

Duramazwi · chiito

diridza

irrigate

-dirira-diridzira

Zvinoreva

Kana uchidiridza unenge uchinyorovesa pakadzvarwa zvinhu nemvura kuti zvinyatsokura.

1

Kana uchidiridza unenge uchinyorovesa pakadzvarwa zvinhu nemvura kuti zvinyatsokura.

Wotombomira kuchera mvura patsime apo. Rabvongodzwa nevana vechikoro vanga vachidiridza mubundo rechikoro.

Ukarega kudiridza muriwo uyo unofa.

Kana uchidiridza unenge uchinyorovesa pakadzvarwa zvinhu nemvura kuti zvinyatsokura.

2

Kana munhu achinzi anodiridza anenge achiitira weti mumachira akarara.

Zvakafanana

-dirira · -diridzira

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word