KwaunobvaDuramazwiDdirawadira

Duramazwi · zita

dirawadira

Zvinoreva

Aya maitiro angafanana nokututidzira mvura kana zvimwe zvinhu, vanhu vachingodiranisa pasina kuchenjerera kuti zvingawandisa kana kuti kwete.

1

Aya maitiro angafanana nokututidzira mvura kana zvimwe zvinhu, vanhu vachingodiranisa pasina kuchenjerera kuti zvingawandisa kana kuti kwete.

Chembere dzakaita dirawadira remvura mumugomo wedoro rikawandisa mvura.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word