Kwaunobva

dira

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kutora zvinodururuka kubva pamwe kuisa pamwe.

  2. 2

    Kana uchidira unenge uchiisa mvura kana zvimwewo mune chimwe chinhu chinochururuka, zviichibva mune chaunenge wakabata.

    Akasanganidzana neparafin kwave kutanga kudira dira imba yose hake ndokubva atanga kutsvaga matchies.

    Makomo akakuonai akatya, Kudira kwemvura kwakapfuura; Pakadzika pakabudisa izwi rapo, Pakasimudzira maoko apo kumusoro.

  3. 3

    Kana rwizi rwadira runenge rwawedzera mvura yakawanda panguva imwe chete, kazhinji kuchangobva kunaya.

  4. 4

    Kudira doro kusanganisa mhanga, masvusvu nemvura kuitira kuti zvichivira vanhu vakwanise kunwa.

  5. 5

    Kudira zviyo kupira midzimu kana kushumira.

  6. 6

    Kudira mombe kupira bhuru kuvadzimu.

Maumbirwo
Mazwi akafanana
Mhuri yeizwi

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary