KwaunobvaDuramazwiDdirana

Duramazwi

dirana

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichinzi zvinodirana zvinenge zvichiwani-kwa nokuuya zvakawanda.

1

Kana zvinhu zvichinzi zvinodirana zvinenge zvichiwani-kwa nokuuya zvakawanda.

Tsamba dzokumunyengerera kuti adzoke dzakadirana.

Ndakatosangana navo pamusiwo vakutouya muclassroom mangu tichibva ndambundirana.

Vakafara zvisingaite kwave kumbundirana ndokumbotanga havo kukisana.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dirawadira

Aya maitiro angafanana nokututidzira mvura kana zvimwe zvinhu, vanhu vachingodiranisa pasina kuchenjerera kuti zvingawandisa kana kuti kwete.

Verenga

Swipe for the next word