Duramazwi02 / 03diramhambaPanyaya dzemagariro emaShona, diramhamba chipfuyo, kunyanya bhuru, chinopihwa kumudzimu wemusha.Verenga→
Duramazwi03 / 03diranaKana zvinhu zvichinzi zvinodirana zvinenge zvichiwani-kwa nokuuya zvakawanda.Verenga→