KwaunobvaDuramazwiDdinya

Duramazwi

dinya

-mira-ima

Zvinoreva

Dinya ishizha rimwe chete remunyemba rinenge rakabatira pana mai varo.

Kudinya kuratidza kushatirwa munhu asisadi kunyanyotaura.

1

Kana sikarudzi yemurume yadinya inenge yasimuka uye yaomarara, ava kufunga zvokurara nomukadzi.

Kana munhu achindinya chikafu anenge achichiisa mumuromo chakawanda, ochimedza asati anyatsochitsenga.

2

3

Zvakafanana

-mira · -ima

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word