Duramazwi01 / 03kudubuKuti kudubu kudonha zviya zvekungoerekana munhu atowira pasi. Akatsika ganda rebhanana, ndiye kudubu negotsi.Verenga→
Duramazwi02 / 03kudubudzaKukudubudza kunoitwa nemunhu anenge aine nzara, achingoti iyi poto avhura, osiya yakadaro, achitsivaga chekudya.Verenga→
Duramazwi03 / 03kudubukaKana munhu akakudubuka anenge adonha chiriporipotyo asingambozvifungiri.Verenga→