Duramazwi
kuwa
fall
Duramazwi
fall
Kudonhera pasi nenzira yesimba (to fall).
Kana uchikuwa unenge uchidaidzira neizwi rakakwirira.
Kudonhera pasi nenzira yesimba (to fall).
Kurembera kwedamba handiko kuwa.
Tagwirei akaramba kukwira mumutohwe nokuti aisaba kuwa.
Kuti bwichi kuwa kwechinhu kubva pakakwirira kuenda pakadzakira, zvisina ruzha.
Kana uchikuwa unenge uchidaidzira neizwi rakakwirira.
Pakurova bembera, munhu anokuwa akakwira pamusoro pechuru.
Kurembera kwedamba handiko kuwa.
Tagwirei akaramba kukwira mumutohwe nokuti aisaba kuwa.
Kukuwa kurira kunoita chitima kana chichisvika kana kubva pachiteshi.
Duramazwi
01 / 03kuwacha
laundry
VerengaSwipe for the next word