Duramazwi
Zvinoreva
Kuwa kudonha kwechinhu chichibva pamusoro chichienda pasi.
Ichi chivakashure chezvirevamwene zvemipanda 1, la ne3.
Kuwa kudonha kwechinhu chichibva pamusoro chichienda pasi.
Ndururani yokudyunga umwe muziso yakapu-wa chirango chakaoma zvikuru.
Kuchichinha kuro-hwa moyo nenyama yaunenge wa-dya inenge iine mafuta akawandisa.
Sitata chikafu chisingagutsi, chinotanga kudyi- wa vanhu vasati vadya zvinogutsa.
Kana riva rawa rinenge radinhurwa pakateiwa robva radonhera pasi.
Kana muchero uchinzi wakawa unenge wakaibva wakawanda chaizvo mwaka iwoyo.
Ichi chivakashure chezvirevamwene zvemipanda 1, la ne3.
Musikana waTigere ane dhigiriii.
Musoro wasekuru VaMakii wachena kuti mbuu.
Sitata chikafu chisingagutsi, chinotanga kudyi- wa vanhu vasati vadya zvinogutsa.
Zvakafanana
-putsi-ka · -donha · we- · wo-
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wa-a
Kuti wa-a kungokaruka madonwe emvura iri kunaya adonha akawanda kazhinji zvanga zvisingatarisirwi kuti kuchanaya.
VerengaSwipe for the next word