Duramazwi01 / 03rayidzaKurayidza munhu chokudya kufano-mupa padiki kuti afane kunzwa kuti zvakamira sei asati apakurirwa zvakawanda.Verenga→
Duramazwi03 / 03rayiroRayiro mashoko edzidziso anenge akapiwa munhu achifanira kutevedzerwa nguva dzose.Verenga→