KwaunobvaDuramazwiRrayira

Duramazwi · chiito

rayira

advise · exhort · instruct

-rayarayidza

Zvinoreva

Kana munhu achirayira mumwe anenge achimuudza mazano kana zvokuita.

1

Kana munhu achirayira mumwe anenge achimuudza mazano kana zvokuita.

Kurayira kunoda pwere mukuru ndimambo.

Kudya vana kuzviurayira vapwere kunoita mubereki anenge ari muroyi.

Kana munhu achirayira mumwe anenge achimuudza mazano kana zvokuita.

Zvakafanana

-raya · rayidza

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rayiro

Rayiro mashoko edzidziso anenge akapiwa munhu achifanira kutevedzerwa nguva dzose.

Verenga

Swipe for the next word