Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchiraira mumwe, unenge uchimupa mazano emafambisirwo anenge achifanirwa kuitwa nyaya dzakasiyana-siyana.
Kupa mirayiridzo kana kudzidzisa munhu mufambiro kwayo.

BaTakue vakaraira mwana uya zvokunotaura kunaTadiwa.
Hama zhinji dzave kugara mumadhorobha zvave kuita kuti pashaye anoraira umwe.
Sekuru vaiwanzogara pasi nevanakomana vachivaraira maitirwo emabasa akasiyana-siyana.
Kana uchiraira munhu unenge uchimukumbira kuti akuigire kana kundokuitira zvaunoda kwaanenge achienda.
Kupa mirayiridzo kana kudzidzisa munhu mufambiro kwayo.
BaTakue vakaraira mwana uya zvokunotaura kunaTadiwa.
Hama zhinji dzave kugara mumadhorobha zvave kuita kuti pashaye anoraira umwe.
Sekuru vaiwanzogara pasi nevanakomana vachivaraira maitirwo emabasa akasiyana-siyana.
Zvakafanana
-raya · panga · -ronzera
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rairidza
Kudzidzisa.
VerengaSwipe for the next word