KwaunobvaDuramazwiRraidza

Duramazwi

raidza

-ravidza
1

Tichambofamba-famba zvedu muguta umu kuvaraidza nguva.

Chitandara mutauro wepaushamwari unoitwa ku-varaidza nguva, kunyanya nemadzi-mai.

Kuvaraidza munhu ari kutambudzika kumutaura naye kuti asanyanye kunetseka.

Zvine chekuita

-ravidza

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

raimu

Raimu idombo jena rinocherwa pasi rinofufunuka nyore.

Verenga

Swipe for the next word