KwaunobvaDuramazwiRraichira

Duramazwi

raichira

-raicha

Zvinoreva

Kuraichira kututira zvinhu pamwe panhu uchishandisa foshhora.

1

Kuraichira kututira zvinhu pamwe panhu uchishandisa foshhora.

Kuraichira kututira zvinhu pamwe panhu uchishandisa foshhora.

Kana uchifoshora ivhu kana mupfudze unenge uchiuchera nokuuraichira pamwe panhu, uchishandisa foshoro.

Foshoro mudziyo une mubato murefu, unoshandiswa kuchera nokuraichira ivhu kana mupfudze mungoro kana pamwewo panhu.

Zvakafanana

-raicha

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word