Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rairo mashoko okudzidzisa, kunyanya zvoupenyu, anenge achibva kumunhu anozviziva kana akambopinda nemazviri.
1
Rairo mashoko okudzidzisa, kunyanya zvoupenyu, anenge achibva kumunhu anozviziva kana akambopinda nemazviri.
Kana munhu akatevedzera rairo yavabereki vake kashoma kuzorasika gwara roupenyu.
Rangarira kuti basa zhinji ndiwe uchaita, saka tevera rairo yose yaunopiwa woiita nemazvo.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03raita
lighter
VerengaSwipe for the next word