Duramazwi · zita
dzidziso
doctrinal · dogma · orientation · disciplines · doctrine · ideology · teachings · theories · theory
Duramazwi · zita
doctrinal · dogma · orientation · disciplines · doctrine · ideology · teachings · theories · theory
Dzidziso mashoko anopa ruzivo.
Dzidziso mashoko anopa ruzivo.
Ukakwanisa kuziva dzidziso iyi hazvizokunetsa kududzira zvinoreva tsumo dzaunopiwa.
Tinodawo kuti ukwanise kuburitsa dzidziso kana rairo inopiwa netsumo yega yega nekuti ndiro basa guru retsumo.
Kunyangwe zvazvo tekinoroji yakauya nerumwe ruzivo rwakanaka, hazvirevi kuti dzidziso yataipa manyana edu pasichigare haichina basa.
Duramazwi
01 / 03dzidziuka
Kudzidziuka kutanga kuziva zviri kuitika kwemunhu anenge amboziya, kana kuti asisazivi zvaari.
VerengaSwipe for the next word