Duramazwi
Zvinoreva
Kudzidziuka kutanga kuziva zviri kuitika kwemunhu anenge amboziya, kana kuti asisazivi zvaari.
Kana munhu anga akamboziya kana kufenda akadzi-dziuka, anenge ava kutanga kuita se-onzwisisa zviri kuitika. Mukomana wokufenda achimanya akadzidziuka adirwa mvura.

Akadirwa mvura ndokuzodzidziuka pave paye.
Kubanganura murwere kumumutsa achidzidziuka iye ambenge akarariswa hope dzinenge kufa.
Kudzidziuka kutanga kuziva zviri kuitika kwemunhu anenge amboziya, kana kuti asisazivi zvaari.
Kana munhu anga akamboziya kana kufenda akadzi-dziuka, anenge ava kutanga kuita se-onzwisisa zviri kuitika. Mukomana wokufenda achimanya akadzidziuka adirwa mvura.
Akadirwa mvura ndokuzodzidziuka pave paye.
Kudzidziuka kutanga kuziva zviri kuitika kwemunhu anenge amboziya, kana kuti asisazivi zvaari.
Zvakafanana
-pepenuka
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzidzo
education
VerengaSwipe for the next word