Duramazwi · zita
chidzidzo
lecture · lesson · subject · lesson; subject
Duramazwi · zita
lecture · lesson · subject · lesson; subject
Chidzidzo chinhu chinofundwa kuti chiziikanwe nezvacho.
Chidzidzo chinhu chinofundwa kuti chiziikanwe nezvacho.
ChiShona chidzidzo chikuru muchikoro.
Uchaona kuti chidzidzo chehurukuro ichi chichakusiira upfumi hwekuve nepfungwa dzakatesva.
Ngatichitarisei hedu chidzidzo chechindori kuti chinoumbwa sei.
chidzidziso · chifundo · chifundiso
Duramazwi
01 / 03chidzimai
Kana munhurume achinzi anoita zvinhu pachidzimai anenge achitya uye asingataridzi ushingi pane zvaanenge achiita.
VerengaSwipe for the next word