Duramazwi · zita
chidzimirahwichahwihwi
Zvinoreva
Chidzimira kurasika zvokushaya ndangariro yekwaunoenda asi wanga uchimbokuziva.
1
Chidzimira kurasika zvokushaya ndangariro yekwaunoenda asi wanga uchimbokuziva.
Chidzimira kurasika zvokushaya ndangariro yekwaunoenda asi wanga uchimbokuziva.
Kuti dzedzeu kumuka kunoita munhu anga ambofenda kana kubatwa nechidzimira.
Zvakafanana
chidzimirahwi · chahwihwi
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidzimu
Chidzimu karonda kanoita pamuromo womunhu, zvinova zvinoratidza kuti pane panenge pachimudzimba pamuviri wake, kazhinji uri musoro.
VerengaSwipe for the next word