Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chidzimba kutamba kunoitwa navavhimi kuti shavi rokuvhima risvike.
1
Chidzimba kutamba kunoitwa navavhimi kuti shavi rokuvhima risvike.
Chidzimba kutamba kunoitwa navavhimi kuti shavi rokuvhima risvike.
Tadiwa ainge arara paflow zvino nyama dzichidzimba.
Kana muviri uchidzimba unenge uchirwadza.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidzimira
Chidzimira kurasika zvokushaya ndangariro yekwaunoenda asi wanga uchimbokuziva.
VerengaSwipe for the next word