Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhurume achinzi anoita zvinhu pachidzimai anenge achitya uye asingataridzi ushingi pane zvaanenge achiita.
1
Kana munhurume achinzi anoita zvinhu pachidzimai anenge achitya uye asingataridzi ushingi pane zvaanenge achiita.
Jojeti kajira kanonjenjemera kachionesa zviri mukati, kanoshandiswa kusona mbatya dzechidzimai.
Mbande ifodya inoputwa nevanhu vakuru vechidzimai kuvaTonga.
Mutambo wechidzimai unobata bhora mumaoko (netball).
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidzimba
Chidzimba kutamba kunoitwa navavhimi kuti shavi rokuvhima risvike.
VerengaSwipe for the next word