KwaunobvaDuramazwiZzano

Duramazwi · zita

zano

admonition · advice · advised · clue · conception · counsel · cue · idea · scheme · tactic

mupango

Zvinoreva

Zano ipfungwa yakanaka iri pamusoro peimwewo nyaya.

1

Zano ipfungwa yakanaka iri pamusoro peimwewo nyaya.

Debra akafunga zano ndokubva anzwa Maitakue nemurume wavo vachitaura vari kubedroom.

Zano ndega akasiya jira mumasese.

Zano pangwa navamwe, rume rimwe harikombi churu Tendai!

2

Zano imhangwa kana pfungwa yokuraira nokuvaka tsika dzemunhu.

3

Zano ishiripiti rekuona mafambisiro akanaka ehurongwa hweupenyu kana zvimwewo.

Zvakafanana

mupango

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

Zanu

Zanu ibato rematongerwo enyika rinova rimwe remapato akarwira rusununguko rweZimbabwe rikagotanga kutonga kwavatema mugore ra1980.

Verenga

Swipe for the next word