Duramazwi
Zvinoreva
Kurayidza munhu chokudya kufano-mupa padiki kuti afane kunzwa kuti zvakamira sei asati apakurirwa zvakawanda.
1

Kurayidza kukurumidzisa munhu kuita zvinhu nguva yazvo isati yakwana.
2

Usarayidza mwana masiwitsi asati adya sadza, haazoridyi.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rayira
advise
VerengaSwipe for the next word