Duramazwi
ravira
-nambura
Duramazwi
Kuravira kudya zvishomanana kana kuisa pa-rurimi uchida kunzwa kuti chokudya chaibva here, kana kuti chiri kunaka sei.
Kuravira kudya zvishomanana kana kuisa pa-rurimi uchida kunzwa kuti chokudya chaibva here, kana kuti chiri kunaka sei.
Vekumba kwavano gara vakaona ravira munhu asiri kubatika.
Ainonoka kudzoka kumba achibva kuchikoro kwavaipedza zuva ravira.
Kwanzi mukadzi haabvunzwi kunzi wanga uchiripi zuva ravira.
-nambura
Duramazwi
01 / 03raviro
Raviro chipo chinobva kuna Mwari.
VerengaSwipe for the next word