KwaunobvaDuramazwiRravidza

Duramazwi

ravidza

Zvinoreva

Kuravidza kupa munhu chokudya kana zvimwewo kuti anzwe kunaka kwazvo.

1

Kuravidza kupa munhu chokudya kana zvimwewo kuti anzwe kunaka kwazvo.

Kuravidza chembere muto wegwaya mangwana inofira mudziva.

Kuravidza kupa munhu chokudya kana zvimwewo kuti anzwe kunaka kwazvo.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ravira

Kuravira kudya zvishomanana kana kuisa pa-rurimi uchida kunzwa kuti chokudya chaibva here, kana kuti chiri kunaka sei.

Verenga

Swipe for the next word