KwaunobvaDuramazwiMmanakiro

Duramazwi

manakiro

taste

Zvinoreva

Kunaka kwechinhu chimwe (taste/goodness).

1

Kunaka kwechinhu chimwe (taste/goodness).

Iri idoro rinopiwa munhu paanosvika pandari, kuti anzwe manakiro edoro racho.

Madokono maitiro okuda kunyatsonzwa manakiro chaiwo echaunenge uchidya.

Kana uchidakashura chikafu unenge uchinyatsochidya uchida kunzwa manakiro chaiwo achinoita.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manana

Manana chiitiko chidiki, chinoshamisa dzimwe nguva, chinonzi nevakuru chinoshuridzira kuti zvimwe zvinhu zvikuru zvinoshamisa zviitike mberi.

Verenga

Swipe for the next word