Duramazwi · zita
manda
wax
Duramazwi · zita
wax
Manda mafuta emhuka.
Manda mafuta emhuka.
Anonyumwa bere kurira ndouya akazora manda.
Izvi zvinoitawo kuti vabereki vake vagowanawo mombe yechimanda kana achinge aroorwa.
Paishandiswa chiutsi kana hwamanda hapawanikwi mhinduro asi panhare nenharembozha mhinduro inowanikwa ipapo ipapo iv.
Duramazwi
01 / 03mandadzoka
Mandadzoka muripo unobhadharwa kunashe nomunhu akambenge atama, asi oda kudzoka kuzogara zvakare munyika yashe uyu.
VerengaSwipe for the next word