Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mandadzoka muripo unobhadharwa kunashe nomunhu akambenge atama, asi oda kudzoka kuzogara zvakare munyika yashe uyu.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mandakura
Mandakura imari inobviswa nomwanakomana kuna baba, yokuvazivisa kuti ava kuda kuroora.
VerengaSwipe for the next word