Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rayiro mashoko edzidziso anenge akapiwa munhu achifanira kutevedzerwa nguva dzose.
1
Rayiro mashoko edzidziso anenge akapiwa munhu achifanira kutevedzerwa nguva dzose.
Kuti zvisakunetsa, unofanira kutevedzera rayiro yababa namai vako.
Njakuvhizi munhu murombo asi asingabvumi rayiro ingaite kuti upenyu hwake huve nani.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03razana
Kana vatambi vebhora vachirazana, vanenge vachisarudzana nokutenderana kuti votambira chikwata chipi vose.
VerengaSwipe for the next word