Duramazwi · zita
mutemo
commandment · edict · lawlessness · parapet · rule · statute · decree · law · legislation · legislative · legislature · regulation
Duramazwi · zita
commandment · edict · lawlessness · parapet · rule · statute · decree · law · legislation · legislative · legislature · regulation
Mutemo mashoko anodzikwa nechinangwa chekuti pave nekugarisana kwakanaka.
Mutemo mashoko anodzikwa nechinangwa chekuti pave nekugarisana kwakanaka.
Kana kwamai vako wairara wakapfeka ini wangu mutemo wepano ndewekuti vanhu vanorara vasina kupfeka.
Kutaura chokwadi ndaive ndamufarira hangu Lennon zvekuti mutemo zvawo waindisunga but ndaitodawo kuti aite shamwari yangu.
Ndakapopoterwa namama zvekuti ndakatozobvapo ndomhanya ndakumhanyiswa namama zvichinzi handina mutemo ndinopindurana nevanhu vakuru.
Mutemo chinhu chakatarwa kuti ndicho chinofanira kutevedzwa. Mutemo wavakuru uoti munhu haabvumirwi kurara akachinjika pamukova.
Duramazwi
01 / 03mutenda
Mutenda munhu anenge achirwara, asingakwanisi kufamba ega.
VerengaSwipe for the next word