Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutendeka chigunwe choruoko chinoshandiswa kunongedza zvinhu, chinova chinotevedzana nezigunwe zipfupi zigobvu pachanza.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutendeki
Mutendeki munhu anovimbika nguva dzose.
VerengaSwipe for the next word