KwaunobvaDuramazwiMmutenda

Zvinoreva

Mutenda munhu anenge achirwara, asingakwanisi kufamba ega.

1

Mutenda munhu anenge achirwara, asingakwanisi kufamba ega.

Mutenda munhu anenge achirwara, asingakwanisi kufamba ega.

Ndakamutenda zvizere ipapo nekuti akasevha upenyu hwangu.

Upi idoro rinopiwa kumunhu anga achigovera vamwe doro senzira yekumutenda nayo.

Zvakafanana

murwere

Zvakasiyana

MUtano

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutendareve

Mutendareve munhu anongobvumirana nezvataurwa zvose, pasina kupikisa, zvisinei kuti zvakashata kana kuti kwete.

Verenga

Swipe for the next word