KwaunobvaDuramazwiMmurwere

Duramazwi · zita

murwere

patient · sufferer

Zvinoreva

Murwere munhu anenge achidzimbikana, asinganzwi muviri wake zvakanaka.

1

Murwere munhu anenge achidzimbikana, asinganzwi muviri wake zvakanaka.

Iko zvino murwere ndiye anga ofona.

Four days Later Mai Mhofu nemurume wavo vakazodzoka since gogoe vevana vainge vasara nevamwe varoora vainge vadzoka kuzoona murwere.

Vatete vakasheedzwa nefoni, sekuru vakasheedzwa netsamba kuti vazoona murwere kuHarare.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word