Duramazwi · zita
murwi
fighter · gunner · mound · veteran · warrior · soldier; fighter · heap
Duramazwi · zita
fighter · gunner · mound · veteran · warrior · soldier; fighter · heap
Murwi zvinhu zvinenge zvakaunganidzwa panzvimbo imwe.
Murwi munhu anoenda kuhondo kunodzivirira nyika yake, kana imwewo nyaya inenge ichirwirwa.
Murwi zvinhu zvinenge zvakaunganidzwa panzvimbo imwe.
Chibage chainge chakohwiwa chakaunganidzwa chikaita murwi padara.
Kupfaranyuka kurongonoka kana kubvanganyuka kwezvinhu zvanga zvakaita murwi.
Ndudzo mushonga unonzi unoita kuti murwi asaurayiwa muhondo kana kuti asapurwa nemabara.
Murwi munhu anoenda kuhondo kunodzivirira nyika yake, kana imwewo nyaya inenge ichirwirwa.
Murwi munhu anoenda kuhondo kunodzivirira nyika yake, kana imwewo nyaya inenge ichirwirwa.
Uku kurwisana kwavanhu vakawanda zvokuti pane-nge pasina zvokuti murwi mumwe anonangana nomunhu mumwe.
Chongo murwi wematanda akaunganidzwa asina kunyatsorongwa.
muambani
Duramazwi
01 / 03murwiri
Murwiri munhu anokudzivirira kubva munjodzi.
VerengaSwipe for the next word