Duramazwi
murau
dhibhu
Duramazwi
Murau itambo inosungwa ichiita denderedzwa, inogona kusunga chishwe kana yabata mhuka.

Apa ndepanenge pakamira mapurisa pamugwagwa, achitarisa vachairi navanhu vanenge vachityora murau.
Ndebwa chinhu chiri kunze kwemutemo kana murau.
dhibhu
Duramazwi
01 / 03muraudzo
Mashoko ekuzvininipisa papfuvura.
VerengaSwipe for the next word