Kwaunobva/Duramazwi/R/razva
Duramazwi
Kuti razva kuzviona sokunge ndiwe woga shasha pana vamwe vose.
razvo
Murazvu.
razvu razvu
Kuti razvu razvu kufamba kwemunhu akareba achiita mazinhanho.
razvuka
Kurazvuka kusvetuka seingwe kana imbwa pakumhanya.
Swipe for the next word