KwaunobvaDuramazwiRrazvo

Duramazwi · zita

razvo

Zvinoreva

Murazvu.

1

Murazvu.

Kana uchipatsanura zvinhu unenge uchizvibvisa mudutu uchiisa zvakafanana muboka razvo zvoga.

Uyu munhu anenge achigona kuita zvinhu negwara razvo chairo.

Murazvo irimi remoto rinobvira richikwira mudenga, richinge rinotamba-tamba.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

razvu razvu

Kuti razvu razvu kufamba kwemunhu akareba achiita mazinhanho.

Verenga

Swipe for the next word