KwaunobvaDuramazwiRrimi

Duramazwi · zita

rimi

flame

Zvinoreva

Rimi murazvu wemoto.

1

Rimi murazvu wemoto.

Urwu ruzha runonzwikwa panenge pachivirima rimi guru remoto.

Kungunduma kubvira kunoita moto, rimi richikwira mudenga.

Kunyezura kuvesa moto unobvira uchiita rimi guru.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rimu

Rimu isimbi yevhiri yakaita dendenedzwa, inobata chubhu netaira zvakaiswa nechokunze kwayo.

Verenga

Swipe for the next word