Duramazwi
Zvinoreva
Kurimbura kushatirisa munhu nokutaura mazwi aasingafariri.
1

Kurimbura kudya chikafu chinokamburika, munhu achidya achikara.

2

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rimi
flame
VerengaSwipe for the next word